Tuesday, September 24

Zvinoshamisa Zvinotyisa Mbavha Dzonamira Nyama Yekuba Mishonga Iriko Ku Zimbabwe Mapurisa Akatyamadzwa

Mbavha dzonamira nyama yekuba izvo zvakatyamadza vazhinji.

 

 

 

 

 

Ndazomhanyira kwa Seke uko kwaitika mashiripiti kunotora nhau uye tazosvika pamusha panyakubirwa uyu kuti tinzwewo mafambiro azvakaita ,

 

 

 

 

 

mapurisa azosvika uye muridzi wemombe anoda kuripwa tichiriko ndichakupayi update tiripo pamba pemuridzi wezvipfuyo izvi toda kunzwa way forward sezvo vakomana vachiri vakanamirana nenyama mumusoro

  • Share: