Tuesday, September 24

Zimbabweans Vovhunduka Gore Rino Takadzidza Zvakawanda Ma Celebrity Atinemge Tichitoti Imbinga Vave Kutogezawo Madhodhi Ku UK

Vanhu ava handina kumbobvira ndafunga kuti vangatode kunobvisawo machembere matuzvi

Vaiitipa pressure kunge zvinhu zvavo zvakarongeka

Joey aibva ati empowerment bla bla 

 

 

 

 

 

Avawo vachiti vane ma business vanokweretesa vanhu zvimbadzo hee father diaries ndi Engineer 

Hezvo vakutodawo basa remhanga mhanga iri

Musapihwe pressure ne ma socialites

 

 

 

 

 

Imagine senge iro Joey raibva rati vana wangu wanodya zvawanoda kwete zvawanowana achibva aita kunga ane mari hayaaaa. Apa ndiye akumuka na 5am kunobata shift out of Birmingham.

 

 

 

 

 

Pressure yaiwa yekubhadhara COS shame maningi ini ndakaramba kupihwa pressure nana pambwa awaIpapo wataura team irikumhanyira kuma๐Ÿ’ฉ๐Ÿ’ฉ๐Ÿ’ฉ are surprising me all socialites vamwe kuCanada vamwe UK nema comedian maArtists apa vaita sekunzi vanedhiri๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜

  • Share: