Koivo vakuenda one one seiko, vaingoda kutanga vatukwa here, panhamo vaivepi
Inini um still asking myself about mkadzi Garry she cant show kurwadziwa ,,ko kuzotora mike kutanga kuimba haybo ndakazviramba inini,,kana wakafirwa unombot dzikamei
Mkadzi waGarry akaoma kana kuri kuve strong mvaa Ari strongIyo mipikicha vanoida fani kunhamo maybe kuitira V11 kudenga kana vaendawo
Ko nhai iwe Henzoll ungapfeka hende dzekuDhiba panhamo here chero iye mufi wacho achida kumuka haamuke pakadai