Madriver ema crossborder pliz kumhanya sandi kusvika veduwee zvamuchatiuraya tese.
Uchidriver kudaro chimbozviudza wega kt vanhu varimuno varikutarisirwa kt vasvike kumba,zviudze kt mubhazi imomo mune vamwe vakasiirwa nherera dzavari kuchengeta zvino ukamhanyisa bhazi ukadonhedza bhazi unoda kt nherera dziya dzionekwe nani...
Koshesai hupenyu hwevanhu veduwee,vazhinji vakaremadzwa nemabhazi zvekt havachagoni kushandira mhuri dzavo... Uriwe driver unonzwa sei uchiona video yamai vaya vachioneka murume wavo
Nemadriver ekwa Tamuka Coaches pliz musamhanyise bhazi chatinoda kusvika zvekumanya kwamunenge muchiita munozviitireiRokari kune Inter Africa neStallion Cruiser chinyararire henyuπππ
Kungoti vanhu havana kubatana pple should protest kuma rank ikoko kuti hapana arikukwira bus iri ne iri bcoz of speed yavo and kana vanhu vakabatana sure zvaigadzirisika bcoz haa ma speed acho anyanya takutotya kukwira ma bus, I tenda wasvika chaiyo