Hi admin expose hure iri...John Chiwenga anogara ku Atlantis near Cape Town wanetsa nechihure apa unozviti muporofita kumasowe kwenyu ..wanetsa nekutora nekurara nevakadzi vevanhu pavanouya kuzoteurirwa kumba kwako ...
Yooo ndazvionawo MukufambaWakamboona muporofita Kuno kujoza iwe twese ndetwe nhema utwu musavharwe maporofita Ari kumushaIiiih Madzibaba vanogara vari readyHapana kunetsa apa mabhishu
azere kucapetown plus type yemababy acho ndeamwe Aya wakatenga 2masavannah wabhoo unopiwa,usa rwadziwe vakadzi havadhure kapa,Izvizviri normal hapana danger kalive aka newewo unogona kukararama