Sunday, September 08

Tytie Ashungurudza Vakawanda Izvi Zvaita Mhomho Irongewo Kumudonhedza

Ndarohwa Ne Copyright Ku YouTube Na Tytie Pa Class Yandakaita 2 Months Ago Yakanzi Tytie in Court 🙌Haa iih Kids Game Chaiyo See You Maskat The Best Way Yeku Defender is to Attack 👍Kwava kutodhonha kwake

 

 

 

 

 

 

haangadiridzire dzinde rake nemisodzi yevamwe mirai muone henyu tsuro kungwara kungwara zvayo asi haufe yakakwira mumuti muchamunzwira tsitsi Bheta wenyu uya

 

 

 

 

 

 

Asi tytie wacho mwana wazuka hre zvekuti imi vanhu vese mukuchema naye motadza kumu repotera Nhaimi zvanyanya manjeOne day nezvavari kuita izvi vachavharirwa ravo zvikadhakwa! Apa they don’t work sometimes learn to treat others zvakanaka

  • Share: