Kumeso kunenge gakanje ririkumama what do you know about Tinashe mutarisi Uyu chero mukarwadziwa naye hayite mari yekuba anozvishandira big up my G Tinashe Mutarisi 👊👊Indeed Mutarisi is 20,000 times wiser than JAVA😂.
If he is to become a man of God even today, he would still do better than you.It's time now for all concerned Zimbabweans to unsubscribe, unfriend or unlike Java and Mudiwa pages.
There's absolutely no inspiration that one can drew from the 2. Ndivana dako avo varikungopa vanhu pressure nokutipozera, kunge kuzviita vanoshanda yet they have connections dzokuba muhurumende ..now vave kutsvaka kukanganisira munhu arikuzviitira business rake riri genuine . Nxaaa, mbwaaa idzi
Tinashe Mutarisii ndiye wandomira naye mbinga yemashuva. Java naMudiwa vane maemployees mangani anobennefiter. Vanorwadziwa nebussiness ramukoma Mutarisa. Dont look back Godzila keep up the good work and stand up with your voice against those dev*ils. Vanoona munhu kunyarara voti akapusa.
MUTARISI is too smart than Java naMudiwa pabrain chaipoKkkk aida mbiri nezvisina bsa hanzi mahure for ED zvakamushaisa chimiro now akungoda kubatabata kwese kuti anzi ihama yaPresident ngavambomupawo kna husabhuku zvahwo muZanu