Tuesday, September 24

Tete Mildred Na Tinashe Voti Mungafarise Henyu Kuri Maitt Vabuda Asi Vakavharwa Mari Havana Kupusa

Vanhu Mogona kufara muchiita kunge kusvotesa kuti abuda munoti vakavhara Mari vakapusa hre or vachangonyarara one way the other vachamupfidzisa chete she must be careful now hupenyu hwake hausisiri safe feli ngatobude aite munhu kwaye zvake asazotanga

 

 

 

 

 

 

kuganza nekutuka vanhu vacho pama live hake zvinoita zvimwe chete ,imi cat family ndimi mopesvedzera nekutukirira vakadyirwa Mari dzavo muchamukwadzisa cheteRegai ndinyore zvinooneka,

 

 

 

 

 

 

MAI TT VAKAPIKIRA JERI MHOSVA YEKUSAITA COMMUNITY SERVICE ,KWETE YEZVIKWERETICourt said Mai tt akagara mujeri 5 months iye asina mhosva?.

 

 

 

 

 

 

The State to be sued wotoita Mari. Wicknel chivhayo style#Zanudealz🥱Vane mhosva vanonzi Havana vasina mhosva vanonzi vanemhosva vamwe varikuoika malife in jail nekuda kwekuti wakaona Banga musango ummm hupenyu so

  • Share: