Monday, September 23

Tatelicious Oti Chamisa Ndipe Basa Ndiite Ini Ndisina Jendee Ndibvise ZANU-PF

Makadii President vedu Nelson Chamisa.

Gore zvarapera kudai pasina chabuda zve ,ndanga ndichikumbira mumbondipawo chigaro chenyu zve 2 minutes chete .

 

 

 

 

Ndingovhurumutsa ZANU-PF nditore chigaro then ndozokupai.

Panenge pakuda munhu asina jende seni ,ANE HUSHINGI πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

I promise to give you back your Presidency ndodzokera hangu ku Austria πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

Handina hangu kutuka ,Tati tionere pamwe chete.

Imi muchinamata ini ne Zimbabwe tichitora nyika.

How’s that ?

We love you our President , muri kungoda ka push chete. KA PUSH NYANAπŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

#HOMWE_iHOMWEπŸ‘πŸ‘πŸ‘

  • Share: