Tuesday, September 24

Mubhanditi Seh Calaz Voti Java Fake Pazvese Hapana Kana One Muzimbabwe Anokuda Toda Tinashe Mutarisi Usanyepe Nezanupf

Handina basa nazvo kuti ndiyani Ari right between the two ,asi i stand with Man Tina because ndongoziva kuti Java ndewe fake pazvese, fake prophet,fake church,fake marriage,fake lifestyle,fake mhene ,fake mereji,fake

 

 

 

 

 

musangano,fake views ,fake followers,face guuuccccii ,fake friend, Feki feki fekiii,chisiri Che fake kutenderera capetown neku Dubai kuteedzaa njugaaaaa

 

 

 

 

I hope one day vanhu vese avo vanotyisidzirwa vachinzi ndini munhu wacho achinyeba ndine link re Musangano vachabuda pachena,varikuitiswa ma deals ema mine claims,vamwe vakunyimwa Mari ye zvikwereti vachinzi ndokunyudza imi inzwa inini Java mudiki panyaya

 

 

 

 

 

idzo,power raanoti anaro inhema.Koita vamwe vanonyeberwa kunzi prophecy yenyu kuti Mwari vakubatsirei uchida zvifambe Enda unopa donation ku nherera Nigeria ,USA not in zim ,Apa unenge uchiendesa hako Mari kune

 

 

 

 

madam yachoMudiwa is just an agent of darkness just like Java and they are lined to some greedy zanupf politicians mudiwa busy preaching entrepreneur bla bla yet they were taking people's money without any meaningful experience or knowledge

  • Share: