Tuesday, September 24

Mhondi Mbavha Dzabva South Africa Nepfuti Dzobatwa Zimbabwe Madays Amugabe Kwakanga Kusina Zvakadai Citizens Crying

Nguva yava Mugabe munhu aisabirwa masikati zuva rakacheka nyika pfuti nemapanga taizvionera mu TV ende CID tichiita basa nemazvo ezvino iiiiiiii y

 

 

 

 

 

akuzorwadza nyika iye pfuti dzakaita kudira mbavha hadzichatya πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”Zvimwe tingataura guys but inini Cid Zimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡Ό

 

 

 

 

 

 

ndoitemba vanhu vanoshanda havo ivavo pasina zanu pf those people do there jobs πŸ‘Œ asika idzi imbavha dzikubva South Africa kwavajaira kuita

 

 

 

 

 

 

 

Madiro ma Zimba arura kuno unotonyaraZvakaoma ende iteam mzanzi iri muno makazonakira kt vanobatwa fast team CID harizotori nguva risina kubata vanhu as long vasina kubuda muZim

  • Share: