Tuesday, September 24

Mashura Ngochani Sviden Achidyanana Neboyfriend Yake Zvakatyamadza Vakawanda Moti Mvura Inganaya

Moti mvura inganaye here neshura irori🤔Kozvekunaya zvosangana pai nechiweti cha sviden.. ndiye denga here

 

 

 

 

 

Dai angoita hake zvimavideo zvake zve hoyooo pasina kutiratidza tsvina idzi kakumufarira kese kanobva katobuda 🤮I can imagine pain ine vabereki vevanhu ava especially vedu vekumusha.

 

 

 

 

 

Tonamata munamato wakadiiko zvisabata vana veduAnogara kuSA ka uyu and kunonaya zvekuti,kumusha kwadzo kwadzakabvumirwa...kuri kunaya😂 tisingazozivewo hedu kuti zvingatadzisa mvura kunaya here muZimbabwe, l don't think so...... 

 

 

 

 

Dai matoti henyu vanhu varikubira nyika ikoko Zimbabwe, vachishungurudza varombo ne nherera , pamwe svaiita sviNonsense svirinani😂

  • Share: