Tuesday, September 24

Mashura Makunakuna Kwaita Chisionekwi kuWest Nicholson Matabeleland Mwana Kutorwa Negudo Akarara Ndokurumwarumwa

Kwakaitika chisionekwi kuWest Nicholson mudunhu reMatabeleland South uko gudo rakatora mwana ane gore nemwedzi mitanhatu kubva mumba maakanga akarara ndomuruma nekutiza naye.

 

 

 

 

 

Amai vemwana vakazonwa kuchema kwemwana vachizotandanisana negudo iri, iro rakazosiya mwana asi rakanga

 

 

 

 

 

 

ramuruma zvakaipisisa kumagadziko. Pari zvino mwana uyu ari muchipatara cheGwanda Provincial umo ari kurapwa ari. (Mifananidzo VOA/Albert Ncube)

  • Share: