Tuesday, September 24

Maitt One Mbavha Inodiwa Cat Family Uk Created A Group Rekuvapa Mari Zvakaoma

🤣🤣🤣🤣🤣🤣 1 mbavha inodiwa zvisingaite🤣😅😅 ka song kaya kekuti birwai kakaimbwa nani nhai ndimboka downloader🤣🤣

 

 

 

 

Munhu aikupai pressure nekukunyeperai akabira vanhu hobho vanhu vari kuchema naye munhu uyu and vamwe vakatonyura zvachose vamwe vakato broker for ever okumbira

 

 

 

 

 

Mari momupa futi mmmmm hamenoKakangwara kanoba zvakahwanda ipapa kana kabuda muchanzwa zvonzi ngatibisei futi yekuti vawane pekutangira 🤣🤣🤣 muchadyiwa henyu Mari kusvika Mati koso imi vari UK hama dzenyu matopedza here kuchengeta kwanai imi

 

 

 

 

 

 

Aikaka ndafunga kuti Group ndere vanhu vakabirwa mari namai tt izvo nderekutoda imwe mari futi.Hamunete kubira vanhu mari makaita sei imi Nyaraiwo

  • Share: