Sunday, September 08

Madhumbe Ochema Murungu Wake Kumu Delete Facebook Page Rake Voda Lumusungisa Aisa Chengeta Vana Busy Kuisa Vana Neimba Pa Camera Hazvina Kumira Mushe

Madhumbe hanty aiti akati akachinjwa basa ava kuita rewashen from kuvana? So munhu akauya pavana akamuti ko sei muchienda pafb telling people kuti ndakakutorerai basa musikana iyeye ndokunoudza murungu about zvese so murungu haana kuzvifarira zvekubudisirwa his house in social

 

 

 

 

 

media so akabva anzi tichakubokira hotel for 2wks uchigara ikoko then tinenge tichiri decider todii newe iye madhumbe akabva aramba and resign from work so ainge akapihwa 1 week kugara pamurungu ipapa asingashande saka kusabatika ikoko either murungu reported page or akanzi delete zvine chekuita neimba and voices of my kids saka haachashande haachisina pekuitira content for now Ma1 shaa.Atori mubishi rekutsvaga basa plus room.Haaa

 

 

 

 

 

ukapinda basa chasara kubuda zviri kwese chere kumaoffice , Madhumbe aive asingabuditse vana vevaridzi ipapo aigona hake kungoti mazimba atigone kushandidzana ini ndakadzingiswa basa nemuzimba muma kitchen zvikandipa shungu yekunowedzera fundo now ndakushanda paneimwe company yoo they treat me well and also pays better sis vaye vanzwa nema whatsapp hee akudiwe vanobika tea here or kucleaner undipinzewo ndakamuudza kuti wakuda kutevera kuzondidzingisa futi garako

  • Share: