Friday, October 18

Ku Uk Hazvina Kumira Mushe Ko mwana zvaanga achayenda nekubalabala family .

Ava mai ava hameno kuti vakada zita here rekunzi vaenda kuUk vakaenderei kana zvanga zvisat zvaringana vaine nhumbu yavo nahi handit vaizvara

 

Ok vasiri kunzwisisia nyaya yacho. We all madhumbe Mai Micky vanga vari Kwa mai mazowe. So this weekend I think u saw her leaving Mai mazowe going to another lady in Newcastle. So the lady in question has a similar situation like jean gasho kubala family yekutorerwa vana.

 

 

 

 

 

So Brit uyu akatorerwa vana uyu anoita zve ma spiritual like kubala family. So in this article jean explaining how she was delivered at kubala family zvaanoita. So as a zim community we are worried about mwana kuti aenda pa nzvimbo pakadai vachiita ma rituals. Hope I explained clearly

 

 

 

vozoenda here coz vakupa vanhu basa, hazvichanakidzeMai Mickey akaita wrong move,if she knew kuti anemhumbu she should have waited kuenda kuUk till apona ....manje soo

  • Share: