Thursday, October 24

Job Sikhala Son Ochema Mu Zimbabwe Vane Mhosva Ana Maitt Vonzi Havana Asi Vasina Vanofiramo Mujeri Zvakaoma

#Heartbreaking Mwana waJob Sikhala achiratidzira pamusoro paBaba vake

 

 

 

Sikhala akasungwa musi was 14 June 2022,nanhasi achiri muRemand kumaximum prisionšŸ’” Asi unoona Zimbabwe yese ichifarira kusungurwa kwa

 

 

 

 

 

Mai TT asina kana basašŸ˜¢Vane mhosva vanonzi Havana vasina mhosva vanonzi vanemhosva vamwe varikuoika malife in jail nekuda kwekuti wakaona Banga musango ummm hupenyu so

 

 

 

 

 

  • Share: