Friday, October 18

Imi Pashata Tytie Aida Muisira Munhu Nyere Pfuti Mumusoro Nekuti Vakanga Varamba Kuti Avashandise Kuita Ma Skits Achipemha Nezita Ravo Akutoendeswa Kujeri

Nyaya Iyi Yakaoma Tytie Zvariribasa Zvakubuda Zvese Imbavha Mother Ava Zvavakaitwa Na Tytie Hezvo Vakunzi Vaibawo Na Tytie Vachiti Vanhu Va Donater🙄🙄😳😳😳🤣🤣🤣😭PashataMai Ava Vaida Kutoiswa Pfuti Na Tytie Tytie Ofumurwa Zve Na Lolo Nenyaya Dza Regina Chibhatani Haa Pakaipa Mukomana Uyu Ibongozozo

 

 

 

 

 

 

 

Tsotsi Iwo Ma Skits Aya Achatiparira 😳😳😳😳Skit Rana Tytie Rekudzimirwa Phone Ku Capetown Akaba Mari Dzevanhu Andishandisa Akatenga Mota Mariziva Here Skit Roya Remunhu Wekudzimirwa Phone Nehama Ndiye Mukadzi Akutaura Uyuu🤣🤣😳😳😳😳😳Tytie Anehutsinye

  • Share: