Tuesday, September 24

Imba Yamai Va Chipo Trouble Causer Haivaraidze Kuita Chirugwi Chehuku Iye Ngaachengete Vabereki Kana Kumbonyara Kutorwa Pic Aine Brazilian Fans Not Happy

Pic rozomboda here kutorerwa muchirugwi 😂Make up iyo ne wig hazvienderane ne madziro ,door ne denga iro

 

 

 

 

Chipo vakira amai yakanakaKana asina yekuvaka vaigona kungo skimmer madziro Acho cz umo munogona kugara tsikidzi kana mahumba

 

 

 

 

 

Musazodaro uyo akataura vani kuty handina chinhu ndirikutitangawo kuda kusimuka so musiyei zvishoma zvishoma anosvika chete ndomudira kuty haanyare nekwaakkabva vamwe pano moita life yepadenga when it comes kwamakabva mumwe haatodi

 

 

 

 

 

 

kunzi anobva kumusha ipapa ku Town kwacho kwa moti mobva kwacho mhuri yose iriku roja saka sit down henyu siyai munhu ne life yakeMuchiti vane mari svinu here ava, mari dzavo ndedzekutenga iwo ma Brazilian nekuisa makeup vachipa vanhu unnecessary pressure , otherwise mari yekuvaka imba chaiyo hapana

  • Share: