Haaaa zvinhu zvacho unotomboshaya kuti zviri kufamba sei🤔🤔🤔 nerunako rwese urwo munhu ashaya wake murume atoenda pabarika vakashata
varikunoita vana vahosi mudzimba dzavo iwe uri kuenda pachipare kushaya varume here or kuda panemari yakashandwa neumwe mkadzi kare???Kkkk maiguru avo ndovaridzi vemurume manje, the type iya inoti huyai ana mainini tibatsirane basa , the type inobviswa necrane, type yekuti murume
angaita hake madrama but kana asvika pane ava anodzikama kkkk type iyi inotonga ende hainei nazvo lol. Asi haidi kuenderwa kumberi manje kkkk unopachema because haa hapana chavasingachaketi ava kubva kuprayer kusvika kumushonga, saka Hirari wotodzikama ipapo kkkk