Friday, September 27

Bee Wezhira Why Usingafarire Madamboss Kana Kumboita Makorokoto Is It Because Waidyiwa Na Ngoni People Asking

Uyu ane kafesi kechembere zvake nhaimi asi nyaya yekuti vakaita zveumburu mumota namhofu ichokwadi asi coz ndiri kuona kunge asingawirirani natyra

 

 

mazuvano kana makorokoto hana kumboita varume vanokushandisa asi havambofi vakasiya vakadzi vavo kuti unenge wakoshei izvezvi uchanzwa umwe achiti uyu hana noise musiyei hapana watinosiya pano🚶‍♀️

  • Share: