Wednesday, September 25

Zvobuda Pachena Muchato Wa Joseph Madziire Raive Skit Zvinhu Zvanhu Zvinokunda Ngoma Kurira

Ndini nani takunyatsogaya kuti roora riya raiva skit?.Because hazvisi kumeka sense.Noise yavakaita pano zuva racho sei vakabva vangoti zii?

 

 

 

 

Sei kwanga kungori nevanhu vari popular.Shuwa roora kuendwa naJah P ari munyai, VaMutarisi, Aunty Zozo, Minister Machaikaire, George Billionare,Posh etc..Zvaitoshura zviya.

 

 

 

 

 

Anga anyanya kukoshei Mellisa wacho kusimudza vanhu vese ivavo kuti vauye kuzoombera kuna Mai naBaba vake?😂😂😂😂

 

 

 

 

 

Handity zvakazonzi muchato wadamburwa ere murume ayenda narich aunty nhai..vakarambana vanhu vaye kare🤣Ngavauye pano vatiudze kuti hurongwa hwavo hwamira sei 🤣

  • Share: