Tuesday, September 24

Pashata Tom Jones Apindura Maitt Mushure Mekunge Vati Arikushandisa Zita Ravo Kukumbira Mari

Hausati waziva life kana usati wamboita enemy yemunhu wawakabatsira😓Tom Jones enda kubasa ..basa kupemha uchishandisa Zita Ramai titi apa waimutuka uchimuumburudza Pano pafacebook.murume mukuru anopemhaMafira kureva 😂 Hanzi Tom

 

 

 

 

 

Jones Ari busy kuendera mbinga dzamai Titi Kuma inbx achiti akuda Mari yerent 😂Hanzi Atoko Ku inbx ya faith Domingo achipemha .@ Maritah hanzi siyana nekundizadza pa page rako creat Ur own content hanzi NaMai Titi ndozvimirira ndega handidi munhu anondimirira muchiita basa rekunditukisa

 #reelsviralã‚· #highlightsã‚·ã‚š

  • Share: