Monday, September 23

Zvobuda Izvo Comic Pastor Vane Mhosva Ye ku Abusa Vakadzi Nekubata Chibharo Why Kutsvaga Ma Lawyer 3 Ivo Voti Vanhu Musaitiswa Na X Wife Wangu

Comedian Comic Pastor has been acquitted of physically abusing his ex-wife, Munyaradzi Mavura, due to lack of evidence.

 

 

 

 

Ini hangu i dont have a side. But Comic smells of guilt why a whole team of 3 lawyers uchiziva kuti hapana nyaya. Do you know that mukadzi uya chero ari jechemeno hake anogona achitaura chokwadi but bcz ndezvakare plus ava vaitawo 3 malawyers zvoita kuti vamutsikirire.

 

 

 

 

 

Do you know that acquittal could also be on geounds off technicalities given nyaya ndeyakare and evidence yaakunetsa kujoinidza. On second thoughts, i have a side. Haaa Comic Pastor certainly looks the part.

 

 

 

 

comic Pastor  said Muudze Matthew asaitiswa that was so wrong

  • Share: