Saturday, September 21

Zvinotyisa Zvinoshamisa Mushandi Wa Moreboys Great Hope Akange Ave Kuba Zvitunha

Hide my Id Ana... Pane musikana anonzi Trish. Aive( PA )waMoreboys ndiye arikumuposta kumafirakureva , Because akadzingwa basa , paakadzingwa anga avekuba mabody eGreathope vanhu ddnt know kuti Trish haachashande ku great hope so vanhu vaimufonera kuti

 

 

 

 

 

 

tafirwa tirikwakati iye ohire mota onamira sticker rakanzi great hope, apa aiendesa zvitunha ne 15 k great hope inoendesa ne 20 k zvichikwira , paaifambira mapaper aibva anyora kuti chitunha chiri under Great hope , so Moreboys akazozvibata ndosaka akazomuposta kuGreat hope page achiti

 

 

 

 

 

 

Trish haachashandi kugreat hope Chenjerai kubirwa ndonyaya yacho , saka kuposta kwaarikuita arikurwadziwa 😂😂😂😂Apa Trish ayifarirwa na Munetsi zvekuti uuuum nhasi avekuba zvitunhaTrish uyu aiva nerough ndofunga atidyiwa beans naMoreboys chete

  • Share: