Saturday, September 21

Zvinoshamisa Zvinovhundutsa Eliza Chihota Ozviuraya Palive Kunwa Muchetura Nduru Yegarwee Zvionerewo Mashura

Vari padhuze naye please endai munomutarisa anogona kubatsirikaLife haisi easy guys takashinga muchitiona tichifamba 😭😭Kuzviuraya haisiriyo

 

 

 

 

 

 

nzira. This is wrong nomatter what, however, let’s be kind with our words. People are going through a lot. Vamwe makakomborerwa hamusati mambodzvanywa nemalife situations which are so dire.

 

 

 

 

 

 

 

 

The way we deal with them is different, some just cry, some rant, some call mama, some kill others some opt to kill themselves. Be kind. People are heavily burdened kunze uko ne zvinhu zvavasingakwanisi kutaura.Vanhu vakushaya zvekuita vanhu vanoona kunge kufa i solution pamwe unenge une vana vaunenge uchiti achengete ndiyani vana wongokura vachinzi Mai wenyu vakazviuraya vanhu musatambe nehupenyu kudaso

  • Share: