Monday, September 23

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zva Daisy Mtukudzi Zvotaurwa Be Sister Yake Yeku Kwekwe Kurwara Kwatuku Kufa Kwa Sam Nezvese Zvofumurwa Nen

KUDYISA MURUME KUSVIKA AVENGA VANA VAKE

 

from whatsapp group

 

Mukadzi wamunoti Daisy Daisy uyo tinomuziva paKwekwe apo. Aisabva mun'anga mukadzi iyeyu. Raiva hure raihurira panonzi paArimanyongo. Ndipoo paakasangana naTuku ipapo. Tuku aiti akaridza obva anokecha hure irori. N'anga dzake dzeku Malawi dzaigara kuma W ndidzo dzakazomugadzirira mupfuhwira last number. Tuku akabva adyiswa akapinzwa muglazi. Kudyisa murume kusvika pakuvenga vana vake. Ndezvenhema zvekunzi Melody mukadzi wekutanga akaramba barika. Mukadzi wake akarambwa sembwa vakadzingwa pavaigara ndobva Daisy akawunzwa pamba ipapo. Melody akangonzi pakuuya mukadzi mutsva. Daisy akabheja kuti vana Selmor na Sandra havafi vakapatsika pamba ipapo.

 

 

 

 

 

Hama dzaTuku ndidzo dzakazopindira dzikati ko wadii waita barika wachengeta vana nemukadzi. Barika harirambidzwe pachivanhu. Melody paakazonzwa kuti Daisy anobata mishonga akaramba. Aiziva kuti mhedzisiro vana Selmor na Sandra vaizowurawa. Daisy aizomuroya chete. Daisy aibata mishonga ndosaka aisazvara for many years. Akange akabata mushonga wekuti Tuku asamusiye. Sam the only child akatozozvarwa paitwa mamwe marituals futi. Akatoita zvekuenda kuMalawi kumusha kwababa vake kuti abate nhumbu yaSam.

 

 

 

 

 

Mhedzisiro Sam uya akazofa pamusaka pamai vake. Kunyepedzera kunamata Hwisiri asi kun'anga vasingabvi. That woman is evil. Musamuchenese kuti kwanzi Selmor ngaashande zvake. Daisy ndiye nyakuuya in a family yaiva ne peace kwakushandisa mushonga kutora murume wemunhu. Raiva hure re2bhobho. Ikozvino zvinhu zvakavakwa nababa zvichinzi ndezvevana zvirikuhure. Ndiro hure rakapa Tuku AIDS futi. Paachafa zvinhu izvozvo zvichangoenda kuhama dzaDaisy. Ndipo

 

 

 

 

 

pachapaperera legacy yaTuku ipapo. Dzidzai vanhurume kusatamba nepfambi dzemubhawa. Zhinji dzacho dzinemishonga inokukanganisira vana vako nemukadzi wako. Ndizvo zvina Daisy izvozvo.

  • Share: