Saturday, September 21

Zvinoshamisa Zvinotyisa Elias Mabasa Uyu Otorwa Videos Achizhaka Mombe Kuiita Mukadzi Imi Nyika Yashata Asungwa Zvake

Murume asungirwa ‘kuchata’ nemombe hadzi

 

Elias Mabasa (25 years old) from Chegutu, akabva kwaanogara kuWard 23 ndokuenda kwaSabhuku Maregedze kuWard 20 kupurazi reCorncopia uko akazowanikidzwa mudanga revaridzi pakati peusiku uye asina kupfeka. Abatwa kudaro, akadura kuti aishinha nemombe zvikazoita kuti aunzwe kudare raMambo Ngezi.

 

 

 

 

 

 

 

Muchuchisi mukuru mudare raMambo Ngezi, VaGeorge Murungweni (54), vanoti murume akawanikidzwa uyu anonzi Elias Mabasa.

Vanoti Mabasa ari kubvuma mhosva yake yekuti aiita zvisina kururama nemombe.

“Elias Mabasa wekwaMambo Ngezi, kuChegutu, akabva kwaanogara kuWard 23 ndokuenda kwaSabhuku Maregedze kuWard 20 kupurazi reCorncopia uko akazowanikidzwa mudanga revaridzi pakati peusiku uye asina kupfeka. Abatwa kudaro, akadura kuti aishinha nemombe zvikazoita kuti aunzwe kudare redu raMambo Ngezi,” vanodaro VaMurungweni.

 

 

 

 

 

 

 

Vanoti vazeya nyaya iyi, Mambo Ngezi, VaPeter Pasipamire, nemamwe makurukota avo vakazowirirana kuti itange yamboendeswa kumapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) kuti imboongororwaTakabvumirana naMambo Ngezi kuti imhosva kunyika nekunesu patsika dzematare edu echivanhu kuti munhu asherekete nemhuka. Takamupa samanisi rekuti azouya kudare raMambo Ngezi kuti tipatsanure nyaya iyi nekumupawo chirango chake chekusvibisa dunhu redu,” vanodaro VaMurungweni.

Mambo Ngezi vanoti zvakaitwa naMabasa imhosva huru mudunhu ravo nekudaro anogona kupihwa chirango chekuripa nemombe mbiri nembudzi inodyiwa neveruzhinji.

 

 

 

 

 

 

 

“Zvakaitwa nemurume uyu chipini chinotadzisa kana mvura kunaya saka takamirira kuti apedzerane nemapurisa ozouya kudare redu. Kana akaenda kujeri, tinosara tichitaura nehama dzake dzomubvisira muripo uyu nekuitwa kwemabiko edunhu nyama yembudzi yake yodyiwa neruzhinji,” vanodaro Mambo Ngezi.

 

  • Share: