Monday, September 23

Zvinoshamisa Izvi Veduwe Tsamba Yaka Nyorwa Kuma Admin Na Baba Judy Na Clapton Vasati Vafa Chokwadi Vanhu Vari Panguva Yakaoma Kunze Uko Asi Kuzozviuraya Haisi Solution Murume Akarwadziswa Uyu

Tsamba Yavakasiya Vanyora Baba Judy Na Clapton Now makes sense mukuru vanga vakaremerwa only time iyoyo unotofunga kuti munhu arikuita ma funnies asi achitorevesa zvapachena

 

 

 

 

 

 

 

 

kuti havana kukandwa vazvikanda vega suicide maomesera mhuri baba Judy eish pressure dzatopanana pa social media soo πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ˜­Driver

 

 

 

 

 

Wemota Otaura Baba Judy Na Clapton Vaida Kuzviuraya Pakaipa R300 Inzwai Onai Zvakaitika Yaaa MHSRIP πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜‘πŸ’”πŸ’”

 

 

 

 

 

 

  • Share: