Monday, September 23

Zvinorwadza Mumoma Uyu Simbarashe Chiwawa Azvisungurira Netambo Yebhutsu Ku Pretoria South Africa Afa

Makadii hama pano kana pane vanozivawo mukomana uyu anonzi simbarashe chiwawa anobva kumasvingo azvisungurira kuno kupritoria town

 

 

 

 

 

Vakomana chiiiko nesu weduweee ko kozviuraira kumba aaaaaah ini ndonzwa hasha nemunhu anozvipfuudza

 

 

 

 

 

 

Kuzongot hazviite but vanhu ivava haifanirwa kuchemwa kungotira mokanda mu dame or kunikanda kisango uko mosiya Soo coz mumwe mutoro wavanosira vasara Soo Kaa zvàkaoma nekuoma kwakaita zvinhu kudai unoda vanhu vatsvagep Mari

  • Share: