Friday, September 20

Zvinorwadza Izvi Mwana We Form 1 Ozvisungirira Kwa Mutare Mushure Mekunge Baba Vamutsiura

FROM INBOX | Mwana ari form 1 paHande High,iri kuBuhera anozvisungirira mushure mekunge baba vake vaona zvigusvani zvefodya mumba maanorara ndokubvunza

 

 

 

 

 

kwakumuti ndinoda kukurova iye kwakutobuda pamba kwakurara asipo kutozoonekwa nhasi akarembera.

  • Share: