Monday, September 23

Zvinorwadza Izvi Mukadzi Wa Baba Judy Na Clapton Ochema Ndoudza Judy Na Ano Kuti Chii Baba Vakazviuraya Haya

Rest in peace daddy ba Baba Judy NaClepaton matirwadzisa pasi rino harigute sure Judy na Ano mati vodii daddy na mom mabirira 😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔 gone to soon

 

 

 

 

 

I saw live iyi on Sat vakazvikanda from pa musoro pebridge vakarohwa nemota yaifamba pasiVakajamba kumba pamusoro pebridge vakazvikandira muroad pasi paifamba mota

 

 

 

 

 

Lovemore Zivanai hanzi akazvikanda wani akatsikwa akafaLovemore Zivanai hausi kuona kuti akabuda nepawindow here apo

  • Share: