Saturday, September 28

Zvimwe Hazvidi Kuudzirwa President Chamisa Vangorine Kathat Zimbabwe Ichanaka Zvayo

Zvimwe hazvidi kuudzirwa 

Zvingori nekathat so mwari akapindira todya nerivha Muzimbabwe

Ngaapinde hakeHaaaa kusimudza zim pakutoda mhondoro chaidzo nyika iya yakapayaya  

Kubva muna Harare kusvika Copacabana ummmm dzangova naro Kuti tiri mutwn 😂🤣😂kwakunge kuGokwe kuchakari unototsika duzvi chairo uchifambaAm not from Zimbabwe hanku but zvicafamba mushare munogona kupinta machena am not sure kna ntagona kutyper

  • Share: