Saturday, September 28

Zvekuti Karma Hakuna Zvako Kuvanhu Vanotora Varume Vevanhu Dai These Marriages Asina Kulast Forever Saka Ukaona Soulmate Yako Murume Wemunhu Tora Pamwe Haasi Kubatwa Bho

Anoti aenda neumwe mkadzi murume waMaiguru wonzwa vakuti Karma doesn't forget an address,

 

Veduwe kana varima Soul Mates zveshuwa Karma hapindire murudo murodo vakatoenda kusvika vaparadzaniswa nerufu🤞🏾I always say it depends kuti akatorerwa wacho it depends kuti munhu akaita sei.Some women are very toxic and evil zvisinga zivikanwi nevanhu asi naMwari and maybe murume wacho.Une moyo wakaipa zvekuti ,unoroya, wai abuser murume, wakabisa nhumbu 50 uchikura , waimbodanana nevarume vevanhu uchiri musikana, etc wozoroorwa wotorerwa wo murume then you expect God to be on your side.Karma aapindire pakadaro.Anotoenda and hapana chinombouya and haadzoke.

  • Share: