Monday, September 23

Zvashamisa Vakawanda Madamboss Vati Ngura Yapera Ndiri Kungangurwa Kudyiwa Bota Na Mhofu Ngoni Zvegore Rese

Mazimba nemikwende kuma yuropian kantries chiiiko chiiko ah 🤪

 

 

 

 

 

Anyway one thing I love about varume vari dhaya spora ayewa munobatsira madzimai enyu kubika nekubereka mwana chinova chinhu chakanaka 😂😂😂😂😂

 

 

 

 

Variku zimbabwe dzidzai from Hodzeko🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪

Kuzim murume ukangobereka mwana Hanzi wakadyiswa 😂😂😂😂😂

 

 

 

 

  • Share: