Tuesday, September 24

Zvashamisa Vakawanda Hakuna Shamwari Kunze Uku Samaz And Ketina Best Friends Zvofumurana Vapundikirana

Mbuya masiriri nyarikai Nhaka!Zimbuya repakona mazisiriri

 

 

 

Regai Ketina Ananiah ati handina shamwari hanzi shamwari dzangu ndi Kaylee,Kayden, Domza,Brendon and Shami now I can understand

 

 

 

Samaz Akuchema Akutuka Ketina Urimhataa Wabhadharwa Nembwa Uriani Taura Wapiwa Mari 2cents Hezvo Pashata 😳😳😳

 

 

 

 

Hakuna Hushamwari Kunze UkuuSamaz Akuchema Akutuka Ketina Urimhataa Wabhadharwa Nembwa Uriani Taura Wapiwa Mari 2cents Handikutye Hautyise Zvekudaro Hezvo Pashata 😳😳😳

 

 

 

 

 

Hakuna Hushamwari Kunze UkuuIwewe Ketty Usada Kuita Mastaira Asina Basa Ndatsamwa Andi Betrayer Waenda Offside Kutengwa Nemutakati Samaz Oburitsa Maaudios A Ketina 😳😳😳Why Recording Shamwari Yako Muchitaura

  • Share: