Tuesday, September 24

Zvashamisa Nekutyisa Vakawanda Kettina Oti Aregerera Vanhu Vaida Kumuuraya Mai Mazowe Mecky And Tete Masivanda

I have decided to forgive and forget.

 

 

 

 

After all life goes on ndaida Kuraiswa asi mwari akaramba, Ndasarudza kuvaregerera vese vari vatatu hapana hapo mutsvene asika neniwo ndiri mutadzi kutonga ndekwamwari.

 

 

 

 

 

Ndandakavatsamwira vese zvavo asi ndasarudza hangu kuregerera ne peace uchanzwa rimwe richiti abhadharwa ndangoonawo ndega kuti VANHU vakupinda mudepression so I seize fire life goes on. 

 

 

 

 

VANHU CHIDZIDZAI KUTAMBA NEVANA VENYU!

  • Share: