Monday, September 23

Zvarwadza Bus Rakasimuka Nezuro From Jo'burg to Harare Rabvira Moto Louis Richard Ma Grocery Ese Evanhu E Christmas Kutsviramo

Worst bus ever, bus rakasimuka nezuro(Jhb to Hre) richifamba richingofa now stuck in Louis rabvira kuma 3am,vanhu vanosvika musiwe christmas apa ndopane grocery re christmas yacho 😫

 

 

 

 

 

Guys what can be done kuti ma luxury coaches eku SOUTH AFRICA adzoswe pa road, this is total bs. Pataifamba nana Greyhound taisamboona ndondo yakadai nxaa mhani

 

 

 

 

 

 

Guys ma bhazi aya ese zvawo ezimbabwe anoda kutanga aenda ku Road test zvekudhiza izvi zvamuri kuitaka mapedza vanhu guys it's not oky ndochokwadi , SA government sold also gt involved in this matter ku boarder ngavaaongorore if they r fit kupinda munyika mavo

  • Share: