Monday, September 23

Zvanyadzisa Izvi Senzeni Naiza Boom Achimhanyiswa Asina Kupfeka Video Abatwa Akarara Pamubed Wemurume Wemunhu Mukadzi Wacho Oti Ndanga Ndakutoboilisa Mvura Inopisa Kuti Ndiwundure Hure Yoyo

😳😳😳😳😳 Mashura Tanyara Senzeni Naiza Boom Onzi Abatwa Nemurume Wemunhu Banhu Bopopota Kana Makubuda makonye Yoyo ZvafumurwaPana amai vafona paTilda Domestic Issues.

 

 

 

 

 

 

Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo..Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei?     

 

 

 

 

 

 

Kkkkkk chihure achisekanwe mangwana muchahurawo 🤣🤣🤣 singing hnguNgaahure hake but not kuenda mumba memumweHapana asingade nyoro ne bota but why Senzeni afumira Kwa Tete Tilda kupinda mumba memumwe mukadzi kwakurohwa bota kwakuedzerwa kupinda na4am kwakupepuka na9 hanzi ramhanya wena rakabata bhurugwa muruoko. Zvakaoma ndichaudza clip later

  • Share: