Sunday, September 22

Zvakaoma Hazvo Nyika Yese Haizi Kufara Nehunhu Wha Tytie Wekuti Bofu Rakandibatsira Kokuti Munhu Izvi Zvaradza Vakawanda Kudzikisira Munhu Ane Hurema

It's one thing to identify someone as blind but categorising them is derogatory . It's wrong kudaidza munhu nehurema hwake. I know ukuda nyaya iite punch zviite weight and I understand where you are coming from but handiti taizongomuona here wamuwana kuti he is blind.

 

 

 

 

 

 

Haungorambi wongomuti bofu simply because 'you don't remember their name'. Dai aiva asiri bofu usingazivi zita rake waingoti munhu akandibatsira so it's only humane to call him munhu not bofu. 

 

 

 

 

 

 

Ndopatozoti kachikoro kakanaka, chero usiri an academic but you need an academic background chero mbichana mulife, in everything you do kuti usazodhomoke. 

Thank you for remembering him anyway 🙏

  • Share: