Thursday, October 10

Zuva Habane Akatora Chimbadzwa Achishandisa Imba Yaamai Vake Ku Gweru

Sun akatora chimbadzo achida mari yekuenda Canada. She promised mom kuti ndotumira ndasvika. The process kuCanada yareba asati ave nemapepa kuti ashande. Saka imba yakutengeswa because of chimbadzo.

 

 

 

 

 

Mai vake vakuchema naye. Ndipo pane nyaya. Mai vake ndozvavari kutaura.

Please hide me. 

#kungwarirapadurisehukuZvino rwadza

 

 

 

 

hazvo asi, ini handione zvichisekesa vanhuwe. Nhamo tese tinoiziva aifunga kuti zvakareruka. Zvinhu zvese zvangooma mazuva ano isu takabuda kare munyika zvichiri kureruka tisaseke vamwe vanhu woye. Imba ikatengeswa mai vagarepi nevana ngatitariseyi ipapa. Tisadarano vanhu vamwari zviri nani kutaura zvekuporesa pane zvekurwadzisa😭😭

  • Share: