Wednesday, September 25

Zimbabweans Welcome Back To Reality Makadya Chicken Inn Ku Inauguration Nhasi Nzara Yatotanga Mudzimba Mozoonekwa Futi After 5 Years

It's painful to see ZANU PF mocking the citizens of Zimbabwe by bribing them with food like this

 

 

 

Unobva wangoona kuti hakuna kwatirikuenda. Mai vakapfeka nyangira gava kuenda munational sports stadium apa baba vakapfeka jombo. Ungatoti pamwe vatorwa vari mugadern

 

 

 

 

 

Welcome back to reality Zimbabweans vadya vakaguta vakanakirwa but vana havana kudyawo vafamba nezupco and inauguration is over welcome to suffer ED akavhura mine nezuro life yake 200% ya supporter 0% ukazvitarisisa unoona kuti vanhu vanoda change life yavo yakanaka ini ndinelife 45% uchitarisa munhu anoti ED pfee anotori neman'a vana vanoswera vakachena muromo nenzara please God have mercy on them

 

 

 

 

 

 

Bhuti mukasvipa bhonzo fees ikudiwa maiziva shop topinda imwechete unless mapihwa enyu ari cheaper stupetStupid ...kufarira nyama ye one lunch....mangwana back to derere nemutetenerwa wenzungu.Kkkkk atoiwanira paZANU

 

 

 

 

 

5yrs uchidya nhoko dzezvironda apo vana vachienda kutrp koona Robot mazimba pepukai munotonzi varungu vakashata asi vavo vana varikugara kuvarungu kwacho

  • Share: