Friday, September 27

Zimbabweans Voti Mubvandiripo Wamai Charamba Ndeupi Vaimboviga Mwana Wavo Kudhara Kutya Kunzi Ibvana Kuma 90s Zvaiyera Kushamisa Kuroora Munhu Ane Vana Vake

Matotanga soo modarireiko.... Vese vana vakafannazvebasa rei hanty vese vakabuda muchibereko chamai charamba .n uda kudii ne information yachoIwe Uri chipoko chaicho dai wakatozviti chidhoma Tula bhechuludhe... Izvozvi wapinda Mumunda mevanhu kuda kusiya waparadza...chii nhy iwe goritoto

  • Share: