Couple iyi ine kamwe kakungodiika soo nekamwe kakungorongeka Baba Damien na Mai Damien
Vapei malove nemalikes kana usingarwadziweMmmm HKD boss ngava one zvekuita namadam vakuita kunge vasiri vavo
Mai Damian vane kamwe kakusanzwira mvura so paskin yavo🙌♥️♥️Mwari haangakupe zvose shuwa akati iwe handsome boy mukadzi uchatsvaka woga kkkHis wife is humble anotukwa nevanhu vakawanda but haapindure