Wednesday, September 25

Zimbabweans Pokello Ukatishamisira Nekuti Uri Muprivate Jet Zvozodii Unongozvinetsa Hatinei Newe Zvedu

Uyu anongozvinetsawo.Zvozodiiko kurarama life yehusungwa kudaro and kana watiratidza tozoitei nazvo.You're not free pazvinhu zvakawanda and you try to prove a point which noone cares about.

 

 

 

 

 

Kupfeka hembe dzakanaka kuenda kupiko woyeeee zvese hazvina maturo coz hazvina wazviri kutorera mweya wekufema iwe ndiwe wakasungikana nelife yako😂😂😂But hant aenda ega..zvonakidza uinewekuti naye hona ichoo apo iwe hona chamber ycho mpfanhaa 😅😅😅Wega nechifoni chako hazvina ka that

 

 

 

 

 

 

 

If you want to know she cares and knows kuti she is living a lie wait and see how she responds when masses tell her ibere. Next day anoto pindura ne subliminal chete. Ane chimuti ndi Leah chero ukaita sei she has no point to prove, no pum pum on the internet, no social media activity.

 

 

 

 

 

Ndiye munhu ane sound mind manje. Ukawona uchingo posta posta something is wrong somewhere ndiwe uri kumanikidzira relationship kuti ndiyendese kunodhura kuti vanhu vawone kuti ndini ndiri kudiwa .

  • Share: