Wednesday, September 25

Zimbabweans Oti Mweya Wabata Mwana Wamaitt Tt Wakashatisa Zvavekuda Kutonamatira And Musati Siyai Mwana Achirasika

This so wrong mweya wabata mwana wakashatisisa uyu akashaya munhu akagara naye pasi kutsiura zvakanaka

 

 

 

 

Hanzi siyai mwana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 asi painzi Dzabu mwana waMohadi makabuda zenze. The other day Micky akaumburudzwa pano achinzi idofo mwana wegrade 2 anobudirwa shavi nemambuya achena yongindawu.

 

 

 

 

Kwanai imi kana mafunga kusiya vana siyai vese kana mafunga kuundura motopfeka mabulletproof

  • Share: