Wednesday, September 25

Zimbabweans Marching In South Africa Tadii Tangozviita Kustate House

Vari kumarcha kuSA uku 🇿🇼Nhaimi ma dofo e zanu seiko muri kuti dai vakauya kuzovhota ko akakuudzai kuti havana kuuya ndian inga chero vanhu 20 vanovhota munhu akahwina saka ivo ndivo vaiita kuti ma ballot papers auye in tym here ndivo zvee vaiita kuti zec isati 103% here inga vari kuZim kwacho

 

 

 

 

 

 

vamwe havana kutovhota wani mamwe mazita aitoshaikwa mu voters roll saka tichiti zanu ndeye madofo nevaroi nana zinjathropus neve tsvina vekumatapi zanu it's like old home placeee tiriko bt takupedza totenda police ye mzansi yanga iripo to monitor the situation nxt tym vanhu huyai tiite chinhu

 

 

 

 

 

 

chimwechete tinobudirira hapana anosungwa vazhinji ndizvo zvavanga vachitya aiwa nhasi kutofamba ne Zim flag yako hauna anokubvunza mapepa kutodeedzerana mu mujoz munongoziva tine ruzha maZimbaCitizens, please stop mweya wekungoshora for no reason…as if you don’t know ZanoPiefu tactics. 

 

 

 

 

The Liberation struggle was even fought while other individuals were in exile. Ndovaitofambisa nyaya in the diaspora. Individuals like Mutsvangwa and Edna Madzongwe were activists operating from the USA whilst at Uni , I know they like to lies that ndivo vainge vakabata gidi. We need to unite home and abroad. The struggle also require sponsorship, mari iyoyo is usually coming from diaspora donations, fundraising etc.

 

 

 

 

 

 

Those who get injured or get attacked by State agents do require hospital treatment, bill iroro is rinobhadharwa neZimbabweans abroad…including bail monies for the incarcerated political prisoners.

  • Share: