Friday, October 18

Zimbabweans In South Africa Mudi Wa 26 Takananga Ku Boarder

Ichokwadi here kuti vanhu vari kunovhara beitbridge kana chiri chokwadi ngaritopiswe hanti nderedu avo ma airports.

 

 

 

 

26 October marovha ese mahwindi ese munodiwa ku border. food beer water transport zvichange zviripo join progressive watsup groups unyorese zita rako upiwe tag

 

 

 

 

 

HAPANA ARI KUSUNGWA...makavhotera kubeitbridge here marombe imi mhepo yekuda kuurawa nezanu uko count me out

  • Share: