Tuesday, September 24

Zimbabweans In South Africa Dzikamai Mumwe Wenyu Uyo Avekupiswa Nema Tyre Arimupenyu

Veduwe Zimbabweans in S.A Ko mukadzikama munobvei?Kwatove ne video vanhu vatori pabasa pake,Great Hope sanogadzirira umwe uyo ari kuda tutozoendeswa kumusha Ameno kut anga aka joiner here…

 

 

 

 

 

Kozoitawo we Chijandukwa one day zvichamuwana ndiye umwewo…Vachinyanya kuda kutaurisa nzvimbo dzavanongoona vamwe vachiurayiwa maskati machena.Ko adarireiko? Munyika yevazukuru vaTshaka the Zuku !

 

 

 

Isu chero mumabasa umu tinotopeta miswe!

Mwana waShe muranda kumwe 

Zvibatei maZimboNgaapiswe she deserves it kutinyadzisa senyika for what? Ko kudzikama unobveyi hanzi munhu chengeteka uri muchengetwa munyika mevanhu uri kutaura nonsense hameno ikoko

 

 

 

 

 

Veduwe Zimbabweans in S.A Ko mukadzikama munobvei?Kwatove ne video vanhu vatori pabasa pake,Great Hope sanogadzirira umwe uyo ari kuda tutozoendeswa kumusha Ameno kut anga aka joiner here…

 

 

 

 

 

Kozoitawo we Chijandukwa one day zvichamuwana ndiye umwewo…Ini ndato Shaya kut aku onererwa neyi ipapa zvema spaza hazvisi kubata maSasko ega we all buy ikoko tichidya. Iyee oda kufarisa ato namate abatwe nepolice nekut acha iswa tyre muhuro

  • Share: