Wednesday, September 25

Zimbabweans Havasi Kufara Netuma Ambulance Twaka Donatwa Na Olinda Tusina Shape Senge Body Yake Duri Zvakaoma

iiii zviambulance zvacho ndezvemahara sure 🤣🤣🤣🤣🤣Appreciate effort yemumwe munhu veduweee musadaro.

 

 

 

 

 

kumwe kumwe kumaclinics n hospitals hakutorina ma ambulance Inongooneka kuti yakatengwa nevakadzi ikadyuwa imwe , hakunawo here dzimwe dzirinani paShape than dzisina shape semuviri waOlinda

 

 

 

 

 

idzi kunge zvimaduri  Ini hangu kunyange tukauya twakadai zvirinani muno hutorinakunodiwa licence nechii futi kuti ndiwane basa reku driver ma ambulance? hanzi anofanira kuswika this weekend ,Rich Aunt said

  • Share: